2 Chronicles 17:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndiwo mazita aʋo nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo: Pakati paJuda, ʋakuru ʋeɀuru: Adna mukuru, ʋuye pamŋe cete naye ʋarume ʋanesimba noʋumhare ʋaneɀuru ɀinamazana matatu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kutorwa kwavo nemhuri dzavo kwakanga kwakadai: Kubva kuJudha, vatungamiri vamapoka avarwi chiuru: Adhina mutungamiri aiva navarwi zviuru mazana matatu;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mamiriro avakanga vakaita, dzinza nedzinza ndeaya: VokwaJudha: vatungamiriri vezviuru, paiti Adhina mutungamiriri wacho mukuru aina mazana matatu ezviuru zvavarume, mvumba chaidzo dzokurwa hondo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndiwo mazita avo nedzimba, dzamadzibaba avo: Pakati paJudha, vakuru vezviuru: Adhina mukuru, uye pamwechete naye varume vane simba noumhare vane zviuru zvina mazana matatu;
Shona 2009?
Zvino ndiwo mazita avo nedzimba, dzamadzibaba avo: Pakati paJudha, vakuru vezviuru: Adhina mukuru, uye pamwechete naye varume vane simba noumhare vane zviuru zvina mazana matatu;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndiwo mazita avo nedzimba, dzamadzibaba avo: Pakati paJudha, vakuru vezviuru: Adhina mukuru, uye pamwechete naye varume vane simba noumhare vane zviuru zvina mazana matatu;