2 Chronicles 17:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akaʋa naJehoshafati, nokuti wakafamba munzira dzokutaŋga dzaɓaɓa ʋake Davidi; haana‐kundobvunza ʋaBaari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha vaiva naJehoshafati nokuti pamazuva ake okutonga akafamba munzira dzaiteverwa nababa vake Dhavhidhi. Haana kubvunza kuna vana Bhaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi aiva naJehoshafati nokuti aitevedza makwara okutanga ababa vake. Haana kutsvaka vanaBhaari,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akava naJehoshafati, nokuti akafamba munzira dzokutanga dzababa vake Dhavhidhi; haana kundobvunza vaBhaari;
Shona 2009?
Jehovha akava naJehoshafati, nokuti akafamba munzira dzokutanga dzababa vake Dhavhidhi; haana kundobvunza vaBhaari;
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akava naJehoshafati, nokuti akafamba munzira dzokutanga dzababa vake Dhavhidhi; haana kundobvunza vaBhaari;