2 Chronicles 17:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka Jehova wakasimbisa ʋushe paruʋoko rwake; ʋaJuda ʋose ʋakaʋigira Jehoshafati ɀipo, akaʋa nefuma nokukudzwa ɀizhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akasimbisa umambo hwaiva pasi pake; uye Judha yose yakauya nezvipo kuna Jehoshafati, saka akava nepfuma zhinji nokuremekedzwa kukuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo Tenzi akaita kuti umambo hudzike midzi mumaoko ake vokwaJudha; vose vaiunza mutero kuna Jehoshafati, iye akava noupfumi huzhinji achikudzwa kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka Jehovha akasimbisa ushe paruoko rwake; vaJudha vose vakavigira Jehoshafati zvipo, akava nepfuma nokukudzwa zvizhinji.
Shona 2009?
Saka Jehovha akasimbisa ushe paruoko rwake; vaJudha vose vakavigira Jehoshafati zvipo, akava nefuma nokukudzwa zvizhinji.
Shona SUB 2002 Bible
Saka Jehovha akasimbisa ushe paruoko rwake; vaJudha vose vakavigira Jehoshafati zvipo, akava nepfuma nokukudzwa zvizhinji.