2 Chronicles 17:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye pagore recitatu rokuɓata kwake ʋushe wakatuma macinda ake, ʋanaBeni‐hairi, naObadia, naZekaria, naNetaneri, naMikaya, kundodzidzisa mumaguta aJuda;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mugore rechitatu rokutonga kwake akatuma vakuru vavabati vake vaiti Bheni-Hairi, Obhadhia, Zekaria, Netaneri naMikaya kuti vandodzidzisa mumaguta eJudha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mugore rechitatu rokutonga kwake akatuma machinda ake aya anoti Bhenihairi naObhadhiya naZekariya naNetaneri naMikaya kundodzidzisa mumaguta okwaJudha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye pagore rechitatu rokubata kwake ushe akatuma machinda ake, vanaBhenihairi, naObhadhiya, naZekariya, naNetaneri, naMikaya, kundodzidzisa mumaguta aJudha;
Shona 2009?
Uye pagore rechitatu rokubata kwake ushe akatuma machinda ake, vanaBhenihairi, naObhadhiya, naZekariya, naNetaneri, naMikaya, kundodzidzisa mumaguta aJudha;
Shona SUB 2002 Bible
Uye pagore rechitatu rokubata kwake ushe akatuma machinda ake, vanaBhenihairi, naObhadhiya, naZekariya, naNetaneri, naMikaya, kundodzidzisa mumaguta aJudha;