2 Chronicles 17:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋuye pamŋe cete naʋo ʋaRevi, ʋanaShemaya, naNetania, naZebadia, naAsaheri, naShemiramoti, naJehonatani, naAdonija, naTobija, naTobi‐adonija, ʋari ʋaRevi; ʋuye pamŋe cete naʋo Erishama naJehorami, ʋaprista.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamwe chete navo paiva navamwe vaRevhi vaiti: Shemaya, Netania, Zebadhia, Asaheri, Shemiramoti, Jehonatani, Adhoniya, Tobhiya naTobhi-Adhoniya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavatuma pamwechete nevaRevhi ava vaiti Shemaya naNataniya naZebhadhiya naAsaeri naShemiramoti naJehonatani naAdhoniya naTobhiya naTobhadhoniya, pamwechete nevaRevhi ivava akatuma vapristi ava vanoti Erishama naJehoramu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uye pamwechete navo vaRevhi, vana Shemaya, naNetania, naZebhadhia, naAshaheri, naShemiramoti, naJehonatani, naAdhonia, naTobhiya, naTobhiadhonia, vari vaRevhi; uye pamwechete navo Erishama naJehoramu, vapristi.
Shona 2009?
uye pamwechete navo vaRevhi, vana Shemaya, naNetania, naZebhadhia, naAshaheri, naShemiramoti, naJehonatani, naAdhonia, naTobhiya, naTobhiadhonia, vari vaRevhi; uye pamwechete navo Erishama naJehoramu, vaprista.
Shona SUB 2002 Bible
uye pamwechete navo vaRevhi, vana Shemaya, naNetania, naZebhadhia, naAshaheri, naShemiramoti, naJehonatani, naAdhoniya, naTobhiya, naTobhiadhoniya, vari vaRevhi; uye pamwechete navo Erishama naJehoramu, vapristi.