2 Chronicles 17:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakandodzidzisa pakati paJuda, ʋanebuku yomurairo waJehova; ʋakafamba ʋacipota namaguta ose aJuda, ʋacidzidzisa pakati paʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakadzidzisa Judha yose vaine Bhuku roMurayiro waJehovha; vakatenderera kumaguta ose aJudha vakadzidzisa vanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakadzidzisa munyika maJudha vaine Bhuku roMutemo waTenzi. Vakatenderera nomumaguta ose okwaJudha vachidzidzisa muvanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakandodzidzisa pakati paJudha, vane bhuku yomurayiro waJehovha; vakafamba vachipota namaguta ose aJudha, vachidzidzisa pakati pavanhu.
Shona 2009?
Vakandodzidzisa pakati paJudha, vane bhuku yomurayiro waJehovha; vakafamba vachipota namaguta ose aJudha, vachidzidzisa pakati pavanhu.
Shona SUB 2002 Bible
Vakandodzidzisa pakati paJudha, vane Bhuku roMurairo waJehovha; vakafamba vachipota namaguta ose aJudha, vachidzidzisa pakati pavanhu.