2 Chronicles 18:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehoshafati wakaŋga anefuma zhinji nokukudzwa kukuru; akawanirana ʋo naAhabi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Jehoshafati akava nepfuma zhinji nokukudzwa kukuru, uye akava noukama naAhabhu nokuda kwokuroorerana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jehoshafati akati zvino ava noupfumi huzhinji achikudzwa kwazvo akaita ukama hwokuroorerana naAhabhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehoshafati akanga ane pfuma zhinji nokukudzwa kukuru; akawaniranawo naAhabhi.
Shona 2009?
Zvino Jehoshafati akanga ane fuma zhinji nokukudzwa kukuru; akawaniranawo naAhabhi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehoshafati akanga ane pfuma zhinji nokukudzwa kukuru; akawaniranawo naAhabhi.