2 Chronicles 18:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Zedekia mŋanakomana waKenaani akaɀiitira nyaŋga dzamatare, akati: Ɀanzi naJehova: Nedzidzi mucatuŋga ʋaSiria, kuȿikira ʋapera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Zedhekia mwanakomana waKenaana akanga agadzira nyanga dzesimbi, uye akataura achiti, “Zvanzi naJehovha, ‘Neidzi muchabaya vaAramu kusvikira vaparara.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zedhekiya mwanakomana waKenaana akazvigadzirira nyanga dzesimbi ndokuti, “Zvanzi naTenzi, ‘Nenyanga idzi uchatunga nadzo vaSiria kusvikira vaparadzwa.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zedhekia mwanakomana waKenaani akazviitira nyanga dzamatare, akati, “Zvanzi naJehovha, ‘Nedzidzi muchatunga vaSiria, kusvikira vapera.’ ”
Shona 2009?
Zedhekia mwanakomana waKenaani akazviitira nyanga dzamatare, akati, "Zvanzi naJehovha, `Nedzidzi muchatunga vaSiria, kusvikira vapera.' "
Shona SUB 2002 Bible
Zedhekiya mwanakomana waKenaani akazviitira nyanga dzamatare, akati, “Zvanzi naJehovha, ‘Nedzidzi muchatunga VaSiria, kusvikira vapera.’ ”