2 Chronicles 18:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naʋamŋe ʋaprofita ʋose ʋakaprofita saiɀoɀo, ʋakati: Endai Ramoti‐gireadi, mucakunda, nokuti Jehova ucariisa paruʋoko rwamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vamwe vaprofita vose vachiprofita zvimwe chetezvo, vakati, “Rwisai Ramoti Gireadhi uye mukunde, nokuti Jehovha achariisa mumaoko amambo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaporofita vose ndozvavakaporofitawo izvozvo vachiti, “Kwirai zvenyu kuguta reRamoti rokuGireadhi mundokurira. Tenzi achariisa mumaoko amambo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Navamwe vaporofita vose vakaporofita saizvozvo, vakati, “Endai Ramotigireadhi, muchakunda, nokuti Jehovha achariisa paruoko rwamambo.”
Shona 2009?
Navamwe vaporofita vose vakaporofita saizvozvo, vakati, "Endai RamotiGiriyadhi, muchakunda, nokuti Jehovha achariisa paruoko rwamambo."
Shona SUB 2002 Bible
Navamwe vaporofita vose vakaporofita saizvozvo, vakati, “Endai Ramoti-giriyadhi, muchakunda, nokuti Jehovha achariisa paruoko rwamambo.”