2 Chronicles 18:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Mikaya akati: NaJehova mupenyu, iɀo ɀinorebga naMŋari waŋgu, ndiɀo ɀandicataura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Mikaya akati, “Zvirokwazvo naJehovha mupenyu ndinogona kumutaurira chete zvinotaurwa naMwari wangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Mikaya akati, “Ndinopika naTenzi chaiye mupenyu kuti zvinenge zvarehwa naMwari wangu izvozvo ndozvandichataura.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Mikaya akati, “NaJehovha mupenyu, izvo zvinorehwa naMwari wangu, ndizvo zvandichataura.”
Shona 2009?
Ipapo Mikaya akati, "NaJehovha mupenyu, izvo zvinorehwa naMwari wangu, ndizvo zvandichataura."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Mikaya akati, “NaJehovha mupenyu, izvo zvinorehwa naMwari wangu, ndizvo zvandichataura.”