2 Chronicles 18:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: Ndakaʋona ʋaIsraeri ʋose ʋakapararira pamakomo samakwai asino‐mufudzi; Jehova akati: Aʋa haʋanatenzi, mumŋe nomumŋe ŋgaadzokere kumusha kwake norugare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mikaya akapindura akati, “Ndakaona Israeri yose yakapararira mumaoko samakwai asina mufudzi, uye Jehovha akati, ‘Vanhu ava havana tenzi, regai mumwe nomumwe wavo adzokere kumba kwake murugare.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye ndokuti, “Ndaona Isiraeri yose yaita bararamhanya mumakomo sehwai dzisisina mufudzi. Tenzi akati, ‘Ivava ava havasisina vanatenzi vavo. Munhu wose ngaadzokere zvake kumusha kwake.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati, “Ndakaona vaIsiraeri vose vakapararira pamakomo samakwai asina mufudzi; Jehovha akati, ‘Ava havana tenzi, mumwe nomumwe ngaadzokere kumusha kwake norugare.’ ”
Shona 2009?
Iye akati, "Ndakaona vaIsiraeri vose vakapararira pamakomo samakwai asina mufudzi; Jehovha akati, `Ava havana tenzi, mumwe nomumwe ngaadzokere kumusha kwake norugare.' "
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati, “Ndakaona VaIsiraeri vose vakapararira pamakomo samakwai asina mufudzi; Jehovha akati, ‘Ava havana tenzi, mumwe nomumwe ngaadzokere kumusha kwake norugare.’ ”