2 Chronicles 18:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo waIsraeri akati kunaJehoshafati: Handina‐kukuʋudza here, kuti haaŋgaprofiti ɀakanaka pamsoro paŋgu, asi ɀakaipa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo weIsraeri akati kuna Jehoshafati, “Handina kukuudzai here kuti haamboprofita zvakanaka pamusoro pangu asi zvakaipa chete?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo wokwaIsiraeri akati kuna Jehoshafati, “Ndozvandambokuudzai wani kuti haaporofite zvakanaka nezvangu asi zvakaipa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo waIsiraeri akati kuna Jehoshafati, “Handina kukuudza here, kuti haangaporofiti zvakanaka pamusoro pangu, asi zvakaipa?”
Shona 2009?
Mambo waIsiraeri akati kuna Jehoshafati, "Handina kukuudza here, kuti haangaporofiti zvakanaka pamusoro pangu, asi zvakaipa?"
Shona SUB 2002 Bible
Mambo waIsiraeri akati kuna Jehoshafati, “Handina kukuudza here, kuti haangaporofiti zvakanaka pamusoro pangu, asi zvakaipa?”