2 Chronicles 18:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mikaya akati: Ɀino cinzwai shoko raJehova: Ndakaʋona Jehova agere pacigaro cake coʋushe, nehondo dzose dzokuɗeŋga dzimire kurudyi rwake nokuruɓoshwe rwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mikaya akaenderera mberi achiti, “Naizvozvo inzwai shoko raJehovha: Ndakaona Jehovha akagara pachigaro chake nehondo dzose dzokudenga dzakamira kurudyi rwake nokuruboshwe kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mikaya akati, “Chinzwai zviri kutaurwa naTenzi. Ndaona Tenzi agere pachigaro chake choumambo akakutwa negurusvusvu rehondo dzose dzokudenga kurudyi nokuruboshwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mikaya akati, “Zvino chinzwai shoko raJehovha, Ndakaona Jehovha agere pachigaro chake choushe, nehondo dzose dzokudenga dzimire kurudyi rwake nokuruboshwe rwake.
Shona 2009?
Mikaya akati, "Zvino chinzwai shoko raJehovha, Ndakaona Jehovha agere pachigaro chake choushe, nehondo dzose dzokudenga dzimire kurudyi rwake nokuruboshwe rwake.
Shona SUB 2002 Bible
Mikaya akati, “Zvino chinzwai shoko raJehovha, Ndakaona Jehovha agere pachigaro chake choushe, nehondo dzose dzokudenga dzimire kurudyi rwake nokuruboshwe rwake.