2 Chronicles 18:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mŋeya ukaɓuɗa, ukamira pamberi paJehova, ukati: Ini ndicandomunyeŋgera. Jehova akati kwauri: Neiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakupedzisira mumwe mweya wakauya, ukamira pamberi paJehovha ukati, ‘Ini ndichandomukwezva.’ “Jehovha akabvunza akati, ‘Nenzira ipi.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndokubva kwauya mumwe mweya ukamira pana Tenzi ukati, ‘Ini zvangu ndinondomufurira.’ Tenzi akabva auti, ‘Unondomufurira sei?’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mweya ukabuda, ukamira pamberi paJehovha, ukati, ‘Ini ndichandomunyengera.’ Jehovha akati kwauri, ‘Neiko?’
Shona 2009?
Zvino mweya ukabuda, ukamira pamberi paJehovha, ukati, `Ini ndichandomunyengera.' Jehovha akati kwauri, `Neiko?'
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mweya ukabuda, ukamira pamberi paJehovha, ukati, ‘Ini ndichandomunyengera.’ Jehovha akati kwauri, ‘Neiko?’