2 Chronicles 18:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Zedekia mŋanakomana waKenaani akasweɗera, akaroʋa Mikaya paɗama rake, akati: Mŋeya waJehova wakaenda nepiko ucibva kwandiri kundotaura newe?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Zedhekia mwanakomana waKenaana akakwira akandorova Mikaya kumeso nembama akabvunza akati, “Mweya waJehovha waenda nokupi pawabuda mandiri kuti utaure kwauri?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zedhekiya mwanakomana waKenaana akaswedera munyasi naMikaya ndokumudzemura nembama padama akati, “Mweya waTenzi wabva sei mandiri uchiuya kuzotaura wavamauri?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Zedhekia mwanakomana waKenaani akaswedera, akarova Mikaya padama rake, akati, “Mweya waJehovha wakaenda nepiko uchibva kwandiri kundotaura newe?”
Shona 2009?
Ipapo Zedhekia mwanakomana waKenaani akaswedera, akarova Mikaya padama rake, akati, "Mweya waJehovha wakaenda nepiko uchibva kwandiri kundotaura newe?"
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Zedhekiya mwanakomana waKenaani akaswedera, akarova Mikaya padama rake, akati, “Mweya waJehovha akaenda nepiko uchibva kwandiri kundotaura newe?”