2 Chronicles 18:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mikaya akati: Ucaɀiʋona musi uyo waucandoʋanda nawo mukamuri yomukati.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mikaya akapindura akati, “Uchazozviziva zuva rauchaenda kunohwanda mukamuri yomukati.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mikaya akati, “Chinzwaka, uchazvionera zvako musi wauchatizira mumba yomukati kundohwanda.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mikaya akati, “Uchazviona musi uyo wauchandovanda nawo mukamuri yomukati.”
Shona 2009?
Mikaya akati, "Uchazviona musi uyo wauchandovanda nawo mukamuri yomukati."
Shona SUB 2002 Bible
Mikaya akati, “Uchazviona musi uyo wauchandovanda nawo mukamuri yomukati.”