2 Chronicles 18:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mambo waIsraeri akati: Ƃatai Mikaya, mumuise kunaAmoni muɓati weguta, nokunaJoashi mŋanakomana wamambo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo weIsraeri ipapo akarayira akati, “Torai Mikaya mumutumire kuna Amoni mutongi weguta nokuna Joashi mwanakomana wamambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo wokwaIsiraeri ndokuti, “Batai Mikaya uyu mudzokere naye kuna Amoni mutongi weguta rino, kuna Joashi mwanakomana wamambo muti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mambo waIsiraeri akati, “Batai Mikaya, mumuise kuna Amoni mubati weguta, nokuna Joashi mwanakomana wamambo,
Shona 2009?
Ipapo mambo waIsiraeri akati, "Batai Mikaya, mumuise kuna Amoni mubati weguta, nokuna Joashi mwanakomana wamambo,
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mambo waIsiraeri akati, “Batai Mikaya, mumuise kuna Amoni mubati weguta, nokuna Joashi mwanakomana wamambo,