2 Chronicles 18:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
muti: Ɀanzi namambo: Pinzai munhu uyu mutoroŋgo, mumupe ɀokudya ɀokutambudzika, nemvura yokutambudzika, kuȿikira ndicidzoka norugare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muti, ‘Zvanzi namambo: Isai murume uyu mutorongo uye musamupa chimwe chinhu kunze kwechingwa nemvura kusvikira ndadzoka zvakanaka.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvanzi namambo, pfigirai muchinda uyu mujeri, mumupe chokudya nemvura zvokudzora mwoyo chete kudzamara ini ndadzokawo zvakanaka.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
muti, ‘Zvanzi namambo, Pinzai munhu uyu mutorongo, mumupe zvokudya zvokutambudzika, nemvura yokutambudzika, kusvikira ndichidzoka norugare.’ ”
Shona 2009?
muti, 'Zvanzi namambo, Pinzai munhu uyu mutirongo, mumupe zvokudya zvokutambudzika, nemvura yokutambudzika, kusvikira ndichidzoka norugare.' "
Shona SUB 2002 Bible
muti, ‘Zvanzi namambo, Pinzai munhu uyu mutorongo, mumupe zvokudya zvokutambudzika, nemvura yokutambudzika, kusvikira ndichidzoka norugare.’ ”