2 Chronicles 18:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Mikaya akati: Kana mukatoŋgodzoka norugare, Jehova haana‐kutaura neni. Akati: Inzwai, imi ʋanhu, imi mose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mikaya akati, “Kana mukadzoka zvakanaka Jehovha haana kutaura neni.” Akawedzerazve achiti, “Batisisai mashoko angu, imi vanhu vose!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mikaya akati, “Kana mukadzoka zvakanaka Tenzi anenge asina kutaurawo nemandiri.” Ndokubvawo ati, “Zvinzwei vanhu mose!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Mikaya akati, “Kana mukatongodzoka norugare, Jehovha haana kutaura neni.” Akati, “Inzwai, imi vanhu, imi mose.”
Shona 2009?
Ipapo Mikaya akati, "Kana mukatongodzoka norugare, Jehovha haana kutaura neni." Akati, "Inzwai, imwi vanhu, imwi mose."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Mikaya akati, “Kana mukatongodzoka norugare, Jehovha haana kutaura neni.” Akati, “Inzwai, imi vanhu, imi mose.”