2 Chronicles 18:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo weSiria wakaŋga araira ʋatariri ʋeŋgoro dzake, akati: Regai kurwa naʋaɗuku kana naʋakuru, asi namambo waIsraeri oga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mambo weAramu akanga arayira vakuru vengoro achiti, “Musarwisana navamwe vose, vadiki kana vakuru kunze kwamambo weIsraeri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo mambo weSiria akanga afanoudza vakuru vakuru vengoro dzake dzehondo kuti, “Regai zvenyu kuzvinetsa kuswerorwisa vakuru vakuru kana vadiki zvavo asi ingonanganai namambo wokwaIsiraeri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo weSiria akanga araira vatariri vengoro dzake, akati, “Regai kurwa navaduku kana navakuru, asi namambo waIsiraeri oga.”
Shona 2009?
Zvino mambo weSiria akanga araira vatariri vengoro dzake, akati, "Regai kurwa navaduku kana navakuru, asi namambo waIsiraeri oga."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo weSiria akanga araira vatariri vengoro dzake, akati, “Regai kurwa navaduku kana navakuru, asi namambo waIsiraeri oga.”