2 Chronicles 18:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋatariri ʋeŋgoro ʋakati ʋaciʋona Jehoshafati, ʋakati: Ndiye mambo waIsraeri. Naiɀoɀo ʋakatsaukira kundorwa naye; asi Jehoshafati wakaridza mhere, Jehova akamuɓatsira; Mŋari akaʋakurudzira kumurega.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakuru vengoro pavakaona Jehoshafati vakafunga kuti ndiye mambo waIsraeri. Saka vakatendeuka kuti vamurwise asi Jehoshafati akachema, Jehovha akamurwira. Mwari akavabvisa kwaari,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakuru vakuru vengoro dzehondo vaya pavakaona Jehoshafati vakati, “Ndiyeyu chete mambo wokwaIsiraeri.” Ndokubva vati naye tande kumurwisa, Jehoshafati ndokubva aridza mhere, Tenzi ndokumubatsira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vatariri vengoro vakati vachiona Jehoshafati, vakati, “Ndiye mambo waIsiraeri.” Naizvozvo vakatsaukira kundorwa naye; asi Jehoshafati wakaridza mhere, Jehovha akamubatsira; Mwari akavakurudzira kumurega.
Shona 2009?
Zvino vatariri vengoro vakati vachiona Jehoshafati, vakati, "Ndiye mambo waIsiraeri." Naizvozvo vakatsaukira kundorwa naye; asi Jehoshafati wakaridza mhere, Jehovha akamubatsira; Mwari akavakurudzira kumurega.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vatariri vengoro vakati vachiona Jehoshafati, vakati, “Ndiye mambo waIsiraeri.” Naizvozvo vakatsaukira kundorwa naye; asi Jehoshafati wakaridza mhere, Jehovha akamubatsira; Mwari akavakurudzira kumurega.