2 Chronicles 18:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋatariri ʋeŋgoro ʋakati ʋaciʋona kuti haazi mambo waIsraeri, ʋakadzoka pakumuteʋera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti vakuru vengoro pavakaona kuti akanga asiri iye mambo waIsraeri vakarega kumudzingirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akavabvisa kwaari nokuti pakaona vakuru vakuru vaye kuti haasiriye mambo wokwaIsiraeri vakabva varega kumudzingirira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vatariri vengoro vakati vachiona kuti haazi mambo waIsiraeri, vakadzoka pakumutevera.
Shona 2009?
Zvino vatariri vengoro vakati vachiona kuti haazi mambo waIsiraeri, vakadzoka pakumutevera.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vatariri vengoro vakati vachiona kuti haazi mambo waIsiraeri, vakadzoka pakumutevera.