2 Chronicles 18:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo waIsraeri akaʋuŋganidza ʋaprofita, ʋarume ʋaiʋa namazana manna, akati kwaʋari: Tiende kundorwa neRamoti‐gireadi here, kana ndirege? Iʋo ʋakati: Endai, nokuti Mŋari ucariisa mumaʋoko amambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka mambo weIsraeri akaunganidza vaprofita vaisvika mazana mana akavabvunza akati, “Tingaenda kundorwisana neRamoti Gireadhi here kana kuti ndorega?” Vakapindura vakati, “Endai nokuti Mwari achariisa mumaoko amambo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo mambo wokwaIsiraeri akaungaidza vaporofita mazana mana akavati, “Toenda here kundorwisa guta reRamoti kuGireadhi kana kuti ndorega zvangu?” Ivo ndokuti, “Endai zvenyu nokuti Mwari achariisa mumaoko amambo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo waIsiraeri akaunganidza vaporofita, varume vaiva namazana mana, akati kwavari, “Tiende kundorwa neRamotigireadhi here, kana ndirege?” Ivo vakati, “Endai, nokuti Mwari achariisa mumaoko amambo.”
Shona 2009?
Zvino mambo waIsiraeri akaunganidza vaporofita, varume vaiva namazana mana, akati kwavari, "Tiende kundorwa neRamotiGiriyadhi here, kana ndirege?" Ivo vakati, "Endai, nokuti Mwari achariisa mumaoko amambo."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo waIsiraeri akaunganidza vaporofita, varume vaiva namazana mana, akati kwavari, “Tiende kundorwa neRamoti-giriyadhi here, kana ndirege?” Ivo vakati, “Endai, nokuti Mwari achariisa mumaoko amambo.”