2 Chronicles 18:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo waIsraeri akaɗana muranda, akati: Kurumidza undotora Mikaya mŋanakomana waImra.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka mambo weIsraeri akadana mumwe wavabati vavo akati, “Uya naMikaya mwanakomana waImira iye zvino.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo wokwaIsiraeri akadaidza rimwe gurukota ndokuriti, “Kurumidza kuunza pano Mikaya mwanakomana waImura.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo waIsiraeri akadana muranda, akati, “Kurumidza undotora Mikaya mwanakomana waImira.”
Shona 2009?
Zvino mambo waIsiraeri akadana muranda, akati, "Kurumidza undotora Mikaya mwanakomana waImira."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo waIsiraeri akadana muranda, akati, “Kurumidza undotora Mikaya mwanakomana waImira.”