2 Chronicles 19:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehoshafati mambo waJuda wakadzokera norugare kumusha kwake paJerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehoshafati mambo weJudha paakadzoka zvakanaka kumuzinda wake muJerusarema,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jehoshafati mambo wokwaJudha akadzokera kumuzinda kwake kuJerusaremu zvakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehoshafati mambo waJudha akadzokera norugare kumusha kwake paJerusaremu.
Shona 2009?
Zvino Jehoshafati mambo waJudha akadzokera norugare kumusha kwake paJerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehoshafati mambo waJudha akadzokera norugare kumusha kwake paJerusaremu.