2 Chronicles 19:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jehu mŋanakomana womuʋoni Hanani akaenda kundosoŋgana naye, akati kunamambo Jehoshafati: Ɀakanaka kuɓatsira ʋakaipa, nokuɗa ʋanoʋeŋga Jehova here? Nokuɗa kwecinhu ici Jehova wakutsamŋirai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehu muoni, mwanakomana waHanani, akabuda kundosangana naye akati kuna mambo, “Mungabatsira here vanhu vakaipa uye mugoda avo vanovenga Jehovha? Nokuda kwaizvozvi kutsamwa kwaJehovha kwava pamusoro penyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Jehu mwanakomana waHanani muoni akaenda kundosangana namambo Jehoshafati akati kwaari, “Ndizvo here kubatsira wakaipa muchida vanovenga Tenzi? Pamusana paizvozvi Tenzi akuvirukirai nehasha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jehu mwanakomana womuoni Hanani akaenda kundosangana naye, akati kuna mambo Jehoshafati, “Zvakanaka kubatsira vakaipa, nokuda vanovenga Jehovha here? Nokuda kwechinhu ichi Jehovha akutsamwirai.
Shona 2009?
Ipapo Jehu mwanakomana womuoni Hanani akaenda kundosangana naye, akati kuna mambo Jehoshafati, "Zvakanaka kubatsira vakaipa, nokuda vanovenga Jehovha here? Nokuda kwechinhu ichi Jehovha akutsamwirai.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jehu mwanakomana womuoni Hanani akaenda kundosangana naye, akati kuna mambo Jehoshafati, “Zvakanaka kubatsira vakaipa, nokuda vanovenga Jehovha here? Nokuda kwechinhu ichi Jehovha akutsamwirai.