2 Chronicles 19:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro, ɀimŋe ɀinhu ɀakanaka ɀakawanikwa kwamuri, nokuti makabvisa Asheroti panyika, mukatȿaka Mŋari nomŋoyo wose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvakadaro hazvo, mamuri mune zvakanaka nokuti makabvisa matanda aAshera munyika uye makaisa mwoyo wenyu pakutsvaka Mwari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange zvakadaro, kune zvimwe zvakanaka zvinowanika mamuri nokuti makaparadza zvifananidzo zvokunamata zviAshera munyika ino mukaisa mwoyo wenyu pakutsvaka Mwari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange zvakadaro, zvimwe zvinhu zvakanaka zvakawanikwa kwamuri, nokuti makabvisa Asheroti panyika, mukatsvaka Mwari nomwoyo wose.”
Shona 2009?
Kunyange zvakadaro, zvimwe zvinhu zvakanaka zvakawanikwa kwamuri, nokuti makabvisa Asheroti panyika, mukatsvaka Mwari nomoyo wose."
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe zvakadaro, zvimwe zvinhu zvakanaka zvakawanikwa kwamuri, nokuti makabvisa Asheroti panyika, mukatsvaka Mwari nomwoyo wose.”