2 Chronicles 19:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀino kutya Jehova ŋgakuʋe nemi; cenjerai, muɀiite, nokuti kunaJehova Mŋari weɗu hakuneɀakaipa, kana kutsaura ʋanhu, kana kugamucira fufuro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino kutya Jehovha ngakuve pamusoro penyu mutonge zvakanaka, nokuti kuna Jehovha Mwari wedu hakuna kusaruramisira kana kutsaura vanhu kana fufuro.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka zvino ivai vanhu vanotya Tenzi. Chenjererai zvamunoita nokuti muna Tenzi, Mwari wedu hamuna unyengedzi kana rusaruro kana kugamuchira pfumbamuromo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvino kutya Jehovha ngakuve nemi; chenjerai, muzviite, nokuti kuna Jehovha Mwari wedu hakune zvakaipa, kana kutsaura vanhu, kana kugamuchira fufuro.”
Shona 2009?
Naizvozvo zvino kutya Jehovha ngakuve nemi; chenjerai, muzviite, nokuti kuna Jehovha Mwari wedu hakune zvakaipa, kana kutsaura vanhu, kana kugamuchira fufuro."
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvino kutya Jehovha ngakuve nemi; chenjerai, muzviite, nokuti kuna Jehovha Mwari wedu hakuna zvakaipa, kana kutsaura vanhu, kana kugamuchira fufuro.”