2 Chronicles 19:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehoshafati wakaisa ʋo paJerusarema ʋamŋe ʋaRevi naʋaprista, naʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aIsraeri, kuzotoŋga ɀinhu ɀaJehova nemhaka dzenharo. Ipapo ʋakadzokera Jerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
MuJerusarema, Jehoshafati akagadza vamwe vevaRevhi, vaprista navakuru vemhuri dzavaIsraeri kuti vagochengetedza murayiro waJehovha uye kuti vapedze gakava, uye vakagara muJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
NomuJerusaremuwo Jehoshafati akasarudza muvaRevhi nomuvapristi nomuvatungamiriri vedzimhuri dzeIsiraeri vamwe vavo kuitira kuti murao waTenzi uchengetwe nokugadziridza zvinenge zvanetsa. Vaigara muJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehoshafati akaisawo paJerusaremu vamwe vaRevhi navapristi, navakuru vedzimba dzamadzibaba aIsiraeri, kuzotonga zvinhu zvaJehovha nemhaka dzenharo. Ipapo vakadzokera Jerusaremu.
Shona 2009?
Jehoshafati akaisawo paJerusaremu vamwe vaRevhi navaprista, navakuru vedzimba dzamadzibaba aIsiraeri, kuzotonga zvinhu zvaJehovha nemhaka dzenharo. Ipapo vakadzokera Jerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
Jehoshafati akaisawo paJerusaremu vamwe vaRevhi navapristi, navakuru vedzimba dzamadzibaba aIsiraeri, kuzotonga zvinhu zvaJehovha nemhaka dzenharo. Ipapo vakadzokera Jerusaremu.