2 Chronicles 19:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋaraira, aciti: Ndiɀo ɀamunofanira kuita mucitya Jehova, makatendeka, munemŋoyo yakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akavapa mirayiro iyi: “Munofanira kubata basa makatendeka nomwoyo wose muchitya Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvaakavatemera ndezvokuti, “Izvozvi ndizvo zvamuchaita mukutya Tenzi nomukutendeseka nomwoyo wose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akavaraira, achiti, “Ndizvo zvamunofanira kuita muchitya Jehovha, makatendeka, mune mwoyo yakarurama.
Shona 2009?
Akavaraira, achiti, "Ndizvo zvamunofanira kuita muchitya Jehovha, makatendeka, mune moyo yakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
Akavaraira, achiti, “Ndizvo zvamunofanira kuita muchitya Jehovha, makatendeka, mune mwoyo yakarurama.