2 Chronicles 2:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, ndicapa ʋaranda ʋenyu, iʋo ʋanotema matanda, ɀiyero ɀineɀuru ɀamakumi maʋiri ɀeɀiyo, neɀiyero ɀineɀuru ɀamakumi maʋiri ɀebari, namabati aneɀuru ɀamakumi maʋiri ewaini, namabati aneɀuru ɀamakumi maʋiri amafuta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichapa varanda vako, vachatema matanda, zviyero zviuru makumi maviria zvegorosi, zviyero zviuru makumi maviri zvehari, mabhati ewaini zviuru makumi mavirib uye mabhati amafuta omuorivhi zviuru makumi maviri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vashandi venyu vokutema miti ndichavapa zviuru zviviri zvematani ekoroni nezviuru mazana mana emarita ewaini namafuta eorivhi anoita zviuru mazana mana zvamarita.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, ndichapa varanda venyu, ivo vanotema matanda, zviyero zvine zviuru zvamakumi maviri zvezviyo, nezviyero zvine zviuru zvamakumi maviri zvebhari, namabhati ane zviuru zvamakumi maviri ewaini, namabhati ane zviuru zvamakumi maviri amafuta.”
Shona 2009?
Tarirai, ndichapa varanda venyu, ivo vanotema matanda, zviyero zvine zviuru zvamakumi maviri zvezviyo, nezviyero zvine zviuru zvamakumi maviri zvebhari, namabhati ane zviuru zvamakumi maviri ewaini, namabhati ane zviuru zvamakumi maviri amafuta."
Shona SUB 2002 Bible