2 Chronicles 2:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Hurami mambo weTire akapindura norunyoro rwaakatuma kunaSoromoni, akati: Jehova wakaɗa ʋanhu ʋake, saka wakakuita mambo waʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hiramu mambo weTire akapindura netsamba kuna Soromoni akati, “Nokuti Jehovha anoda vanhu vake, akakuita mambo wavo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Huramu mambo wokuTire akapindura Soromoni netsamba yaiti, “Pamusana pokuti Tenzi anoda vanhu vake akakuitai mambo wavo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Hurami mambo weTire akapindura mutsamba yaakatuma kuna Soromoni, akati, “Jehovha akada vanhu vake, saka akakuita mambo wavo.”
Shona 2009?
Ipapo Hurami mambo weTire akapindura mutsamba yaakatuma kuna Soromoni, akati, "Jehovha akada vanhu vake, saka akakuita mambo wavo."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Hurami mambo weTaya akapindura mutsamba yaakatuma kuna Soromoni, akati, “Jehovha akada vanhu vake, saka akakuita mambo wavo.”