2 Chronicles 2:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀino ishe waŋgu ŋgaatumire ʋaranda ʋake ɀiyo, nebari, namafuta newaini, seɀaakataura;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvino ishe wangu ngaatumire varanda vake gorosi nebhari namafuta omuorivhi newaini zvamakavimbisa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka koroni nebhari namafuta eorivhi newaini zvamakataura mambo changamire titumirei zvenyu isu varanda venyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvino ishe wangu ngaatumire varanda vake zviyo, nebhari, namafuta newaini, sezvaakatura;
Shona 2009?
Naizvozvo zvino ishe wangu ngaatumire varanda vake zviyo, nebhari, namafuta newaini, sezvaakataura;
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvino ishe wangu ngaatumire varanda vake zviyo, nebhari, namafuta newaini, sezvaakatura;