2 Chronicles 2:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
isu ticatema matanda paRebanoni seɀamunoɗa; ticaaȿitsa kwamuri akaɓatanidzwa, aende Jopa neguŋgwa; imi mugokwira nawo Jerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
isu tichatema matanda ose kubva kuRebhanoni omuonde uye tichaaeredzesa pamagwa nemugungwa achidzika kusvika kuJopa. Munogona ipapo kuzoatora moaendesa kuJerusarema.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Isu tinokutemeraiwo mapango ose amunenge muchida kuRebhanoni toauyisa kwamuri tichiayeredzera kuJopa nomugungwa akasungwa masvinga masvinga kuitira kuti muzoatorawo imi mugokwira nawo kuJerusaremu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
isu tichatema matanda paRebhanoni, sezvamunoda; tichaasvitsa kwamuri akabatanidzwa, aende Jopa negungwa; imi mugokwira nawo Jerusaremu.”
Shona 2009?
isu tichatema matanda paRebhanoni, sezvamunoda; tichaasvitsa kwamuri akabatanidzwa, aende Jopa negungwa; imwi mugokwira nawo Jerusaremu."
Shona SUB 2002 Bible
isu tichatema matanda paRebhanoni, sezvamunoda; tichaasvitsa kwamuri akabatanidzwa, aende Jopa negungwa; imi mugokwira nawo Jerusaremu.”