2 Chronicles 2:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀino cinditumirai murume wakaŋgwara pakuɓata maɓasa endarama, nesirveri, nendarira, namatare, nemiceka mishaʋa, nemitȿuku, nemitema, ʋuye unoziʋa kuʋeza ɀose, aɓate pamŋe cete naʋarume ʋakaŋgwara ʋandinaʋo paJuda napaJerusarema, ʋakaiswa’po naɓaɓa ʋaŋgu Davidi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Saka zvino nditumirewo, murume ano unyanzvi hwokushandisa goridhe, nesirivha, ndarira, nesimbi uye nemicheka yepepuru nemitsvuku neyebhuruu, ane ruzivo rwezvokuveza kuti ashande muJudha neJerusarema pamwe chete navarume vakachenjera vakasiyiwa naDhavhidhi baba vangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nditumireiwo mhizha yezvendarama nezvesirivha nezvendarira nezvesimbi nezvamachira eruvara rwehute namatsvuku neeruvara rwedenga. Anounyanzvi hwokunyora pazvinhu achiita zvokutemerapo, kuti azova pamwechete navanhu vanoziva basa vaneni kwaJudha kuno nomuJerusaremu vakatsvakwa nababa vangu Dhavhidhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvino chinditumirai murume akangwara pakubata mabasa endarama, nesirivha, nendarira, namatare, nemicheka mishava, nemitsvuku, nemitema, uye anoziva kuveza zvose, abate pamwechete navarume vakangwara vandinavo paJudha napaJerusaremu, vakaiswapo nababa vangu Dhavhidhi.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible