2 Chronicles 2:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kundigadzirira matanda akawanda; nokuti imba yandobva ndoʋaka icaʋa huru ɀinoshamisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti ndiwane matanda mazhinji kwazvo nokuti temberi yandichavaka inofanira kuva huru uye yakanaka zvikuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti vandigadzirire mapango akawanda nokuti imba yandichavaka ihuru uye yakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kundigadzirira matanda akawanda; nokuti imba yandobva ndovaka ichava huru zvinoshamisa.
Shona 2009?
kundigadzirira matanda akawanda; nokuti imba yandobva ndovaka ichava huru zvinoshamisa.
Shona SUB 2002 Bible
kundigadzirira matanda akawanda; nokuti imba yandobva ndovaka ichava huru zvinoshamisa.