2 Chronicles 20:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƃurukai maŋgwana mundorwa naʋo; tarirai ʋanokwira napamukwidza weZizi; mucaʋawana pakuguma kwomupata, pamberi perenje reJerueri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mangwana dzikai mundovarwisa. Vachange vachikwira nomuMupata weZizi uye muchavawana kumagumo omupata muGwenga reJerueri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mangwana dzikai mundovarwisa. Izvozvo vachakuvingai nokumukwidza weZizi. Muchavawana vava kwakaperera bani racho, kumabvazuva kwerenje reJerueri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Burukai mangwana mundorwa navo; tarirai vanokwira napamukwidza weZizi; muchavawana pakuguma kwomupata, pamberi perenje reJerueri.
Shona 2009?
Burukai mangwana mundorwa navo; tarirai vanokwira napamukwidza weRizi; muchavawana pakuguma komupata, pamberi perenje reJerueri.
Shona SUB 2002 Bible
Burukai mangwana mundorwa navo; tarirai vanokwira napamukwidza weZizi; muchavawana pakuguma kwomupata, pamberi perenje reJerueri.