2 Chronicles 20:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
NaʋaRevi ʋaʋana ʋaʋaKohati, naʋana ʋaʋaKora, ʋakasimuka ʋakarumbidza Jehova Mŋari waIsraeri nenzwi guru kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vamwe vaRevhi kubva kuvaKohati navaKorahi vakasimuka vakarumbidza Jehovha, Mwari waIsraeri nenzwi guru kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaRevhi vemba yokwaKohati nevokwaKora vakasimuka vachirumbidza nezwi guru Tenzi, Mwari weIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
NavaRevhi vavana vavaKohati, navana vavaKora, vakasimuka vakarumbidza Jehovha Mwari waIsiraeri nezwi guru kwazvo.
Shona 2009?
NavaRevhi vavana vavaKohati, navana vavaKora, vakasimuka vakarumbidza Jehovha Mwari waIsiraeri nenzwi guru kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
NavaRevhi vavana vavaKohati, navana vavaKora, vakasimuka vakarumbidza Jehovha Mwari waIsiraeri nezwi guru kwazvo.