2 Chronicles 20:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati araŋgana naʋanhu, akagadza ʋaifanira kuimbira Jehova, nokumurumbidza neŋguʋo tȿene, ʋakafamba pamberi pehondo, ʋaciti: Ʋoŋgai Jehova, nokuti nyasha dzake hadziperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwokunge abvunzana navanhu, Jehoshafati akagadza varume kuti vaimbire Jehovha uye vamurumbidze nokuda kwokunaka kwoutsvene hwake pavaifamba vari mberi kwehondo, vachiti: “Vongai Jehovha, nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti apedza kubvunza mazano kuvanhu, akasarudza vokuimbira Tenzi nokumurumbidza vakapfeka hanzu dzinoera vari mberi kwehondo vachiti, “Tendai Tenzi uye nokuti mwoyochena wake hauperi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati arangana navanhu, akagadza vaifanira kuimbira Jehovha, nokumurumbidza nenguo tsvene, vakafamba pamberi pehondo, achiti, “Vongai Jehovha, nokuti nyasha dzake hadziperi.”
Shona 2009?
Zvino akati arangana navanhu, akagadza vaifanira kuimbira Jehovha, nokumurumbidza nenguvo tsvene, vakafamba pamberi pehondo, vachiti, "Vongai Jehovha, nokuti nyasha dzake hadziperi."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati arangana navanhu, akagadza vaifanira kuimbira Jehovha, nokumurumbidza nenguo tsvene, vakafamba pamberi pehondo, achiti, “Vongai Jehovha, nokuti nyasha dzake hadziperi.”