2 Chronicles 20:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋana ʋaAmoni naʋaMoabi ʋakamukira ʋakaŋga ʋagere pagomo reSeiri kuti ʋaʋaʋuraye nokuʋaparadza cose; ɀino ʋakati ʋapedza aʋo ʋakaŋga ʋagere paSeiri, mumŋe nomumŋe ndokuɓatsira pakuʋurayana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varume veAmoni neMoabhu vakasimuka vakarwisa varume vaibva kuGomo reSeiri kuti vavaparadze zvachose. Vapedza kuuraya varume veSeiri vakabatsira kuurayana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chakaitika ndechokuti, vechiAmoni nevechiMoabhu vakamukira vagari vokuGomo reSeiri vakavatsvaira. Pavakapedza kuuraya vagari vokuSeiri ava, vose vakatobatsira nokuurayana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vana vaAmoni navaMoabhu vakamukira vakanga vagere pagomo reSeiri kuti vavauraye nokuvaparadza chose; zvino vakati vapedza avo vakanga vagere paSeiri, mumwe nomumwe ndokubatsira pakuurayana.
Shona 2009?
Nokuti vana vaAmoni navaMoabhu vakamukira vakanga vagere pagomo reSeiri kuti vavauraye nokuvaparadza chose; zvino vakati vapedza avo vakanga vagere paSeiri, mumwe nomumwe ndokubatsira pakuurayana.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vana vaAmoni navaMoabhu vakamukira vakanga vagere pagomo reSeiri kuti vavauraye nokuvaparadza chose; zvino vakati vapedza avo vakanga vagere paSeiri, mumwe nomumwe ndokubatsira pakuurayana.