2 Chronicles 20:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋushe bgose bgenyika iyo bgakatya Mŋari kwaɀo, pakunzwa kwaʋo kuti Jehova wakarwa naʋaʋeŋgi ʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kutya Mwari kwakauya pamadzimambo ose nenyika pavakanzwa kuti Jehovha akanga arwisa sei vavengi veIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Umambo hwenyika dzose hwakabatwa nokutya Mwari, pavakanga vanzwa kuti uku Tenzi akarwisa vavengi veIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ushe hwose hwenyika iyo hwakatya Mwari kwazvo, pakunzwa kwavo kuti Jehovha akarwa navavengi vaIsiraeri.
Shona 2009?
Ipapo ushe hwose bwenyika iyo hwakatya Mwari kwazvo, pakunzwa kwavo kuti Jehovha akarwa navavengi vaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ushe hwose hwenyika iyo hwakatya Mwari kwazvo, pakunzwa kwavo kuti Jehovha akarwa navavengi VaIsiraeri.