2 Chronicles 20:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro matunhu akakwirira haana‐kubviswa, naʋanhu ʋakaŋga ʋacigere kuteʋera Mŋari wamadziɓaɓa aʋo nomŋoyo wose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi nzvimbo dzakakwirira hadzina kubviswa uye vanhu havana kunge vaisa mwoyo yavo kuna Mwari wamadzibaba avo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakadaro zvazvo, nzvimbo dziye dzakatunhumara dzokuteurira hadzina kubviswa. Vanhu vakanga vasati vaisa mwoyo yavo kuna Mwari wemadzibaba avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange zvakadaro matunhu akakwirira haana kubviswa, navanhu vakanga vachigere kutevera Mwari wamadzibaba avo nomwoyo wose.
Shona 2009?
Kunyange zvakadaro matunhu akakwirira haana kubviswa, navanhu vakanga vachigere kutevera Mwari wamadzibaba avo nomoyo wose.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe zvakadaro matunhu akakwirira haana kubviswa, navanhu vakanga vachigere kutevera Mwari wamadzibaba avo nomwoyo wose.