2 Chronicles 20:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shure kwaiɀoɀi Jehoshafati mambo waJuda wakasuŋgana naAhazia mambo waIsraeri; iye waifamba nenzira yakaipa kwaɀo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure meizvozvi, Jehoshafati mambo weJudha akaita chitenderano naAhazia mambo weIsraeri uyo akanga akaipa kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure maizvozvi Jehoshafati mambo wokwaJudha akaita rimwe naAhaziya mambo wokwaIsiraeri aiita zvakaipa. Akabatana naye mukugadzira ngarava dzokuenda kuTarishishi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shure kwaizvozvi Jehoshafati mambo waJudha wakasungana naAhazia mambo waIsiraeri; iye aifamba nenzira yakaipa kwazvo;
Shona 2009?
Shure kwaizvozvi Jehoshafati mambo waJudha wakasungana naAhazia mambo waIsiraeri; iye aifamba nenzira yakaipa kwazvo;
Shona SUB 2002 Bible
Shure kwaizvozvi Jehoshafati mambo waJudha wakasungana naAhazia mambo waIsiraeri; iye aifamba nenzira yakaipa kwazvo;