2 Chronicles 21:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋaEdomi ʋakamukira ʋaJuda, kuȿikira zuʋa ranhasi. Ipapo ʋeRibna ʋo ʋakamumukira neŋguʋa iyo; nokuti wakaŋga arasha Jehova, Mŋari wamadziɓaɓa ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kusvikira nhasi vaEdhomu vakaramba vakamukira Judha. Ribhina yakavamukirawo panguva imwe cheteyo, nokuti Jehoramu akanga arasa Jehovha, Mwari wamadzibaba ake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro Edhomu yakapanduka ikaramba zvokutongwa nevokwaJudha kusvikira pari nhasi. Panguva iyoyo guta reRibhuna rakapandukawo rikarambawo zvokutongwa naye pamusana pokuti akanga afuratira Tenzi, Mwari wamadzibaba ake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo vaEdhomu vakamukira vaJudha, kusvikira zuva ranhasi. Ipapo veRibhinawo vakamumukira nenguva iyo; nokuti akanga arasha Jehovha, Mwari wamadzibaba ake.
Shona 2009?
Naizvozvo vaEdhomu vakamukira vaJudha, kusvikira zuva ranhasi. Ipapo veRibhinawo vakamumukira nenguva iyo; nokuti akanga arasha Jehovha, Mwari wamadzibaba ake.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo vaEdhomu vakamukira vaJudha, kusvikira zuva ranhasi. Ipapo veRibhinawo vakamumukira nenguva iyo; nokuti akanga arasha Jehovha, Mwari wamadzibaba ake.