2 Chronicles 21:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino tarira, Jehova ucaroʋa ʋanhu ʋako, naʋana ʋako, naʋakadzi ʋako, neɀinhu ɀako ɀose, nenjodzi yakaipa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka zvino Jehovha ava kuda kuparadza vanhu vako, vanakomana vako, vakadzi vako nechose chinonzi ndechako, neshamhu inorema kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
chinzwa, Tenzi achaunza denda guru kwazvo pavanhu vako nepavana vako nepavakadzi vako nepaupfumi hwako hwose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino tarira, Jehovha acharova vanhu vako, navana vako, navakadzi vako, nezvinhu zvako zvose, nenjodzi yakaipa;
Shona 2009?
zvino tarira, Jehovha acharova vanhu vako, navana vako, navakadzi vako, nezvinhu zvako zvose, nenjodzi yakaipa;
Shona SUB 2002 Bible
zvino tarira, Jehovha acharova vanhu vako, navana vako, navakadzi vako, nezvinhu zvako zvose, nenjodzi yakaipa;