2 Chronicles 21:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakandorwa naʋaJuda, ʋakapinda nyika yaʋo nesimba, ndokutora nhumbi dzose dzaʋakawana mumba mamambo, naʋanakomana ʋake, naʋakadzi ʋake; naiɀoɀo haana‐kusarirwa nomŋanakomana, kunyaŋge nomumŋe, asi Jehoahazi, muɗuku waʋanakomana ʋake ʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakarwisa Judha, vakaipamba vakatakura zvinhu zvose zvavakawana mumuzinda wamambo pamwe chete navanakomana vake navakadzi vake. Hakuna mwanakomana mumwe chete akasiyiwa kwaari kunze kwaAhazia mudiki pane vose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakavinga Judha vakairwisa vakakukucha zvinhu zvose zvavakawana zvomumuzinda wamambo uyewo nevana vake vakomana navakadzi vake zvokuti hapana mwana waakasiyirwa kunze kwaJehoahazi mwanakomana wake mudiki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakandorwa navaJudha, vakapinda nyika yavo nesimba, ndokutora nhumbi dzose dzavakawana mumba mamambo, navanakomana vake, navakadzi vake; naizvozvo haana kusarirwa nomwanakomana, kunyange nomumwe asi Jehoahazi, muduku wavanakomana vake vose.
Shona 2009?
vakandorwa navaJudha, vakapinda nyika yavo nesimba, ndokutora nhumbi dzose dzavakawana mumba mamambo, navanakomana vake, navakadzi vake; naizvozvo haana kusarirwa nomwanakomana, kunyange nomumwe asi Jehoahazi, muduku wavanakomana vake vose.
Shona SUB 2002 Bible
vakandorwa navaJudha, vakapinda nyika yavo nesimba, ndokutora nhumbi dzose dzavakawana mumba mamambo, navanakomana vake, navakadzi vake; naizvozvo haana kusarirwa nomwanakomana, kunyangwe nomumwe asi Jehoahazi, muduku wavanakomana vake vose.