2 Chronicles 21:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye wakaŋga anaʋanuŋuna, ʋaiʋa ʋanakomana ʋaJehoshafati, ʋaiti: Azaria, naJehieri, naZekaria, naAzaria, naMikaeri, naShefatia; aʋa ʋose ʋaiʋa ʋanakomana ʋaJehoshafati mambo waIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanun'una vaJehoramu vanakomana vaJehoshafati vaiti Azaria, Jehieri, Zekaria, Azariyahu, Mikaeri naShefatia. Vose ava vaiva vanakomana vaJehoshafati mambo weIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jehoramu aiva nevanun'una, vana vaJehoshafati ava vanoti: Azariya naMikaeri naJehieri naZekariya naAzariya naShefatiya. Vose ivava vana vaJehoshafati mambo wokwaJudha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akanga ana vanun'una, vaiva vanakomana vaJehoshafati, vaiti: Azaria, naJehieri, naZekariya, naAzaria, naMikaeri, naShefatia; ava vose vaiva vanakomana vaJehoshafati mambo waIsiraeri.
Shona 2009?
Iye akanga ana vanun'una, vaiva vanakomana vaJehoshafati, vaiti: Azaria, naJehieri, naZekariya, naAzaria, naMikaeri, naShefatia; ava vose vaiva vanakomana vaJehoshafati mambo waIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akanga ana vanun'una, vaiva vanakomana vaJehoshafati, vaiti: Azaria, naJehieri, naZekariya, naAzaria, naMikaeri, naShefatia; ava vose vaiva vanakomana vaJehoshafati mambo waIsiraeri.