2 Chronicles 21:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƃaɓa ʋaʋo ʋakaʋapa ɀipo ɀikuru ɀesirveri, nendarama, neɀinhu ɀinokosha, pamŋe cete namaguta akakombga paJuda; asi ʋushe wakabgupa Jehorami, nokuti iye wakaŋga ari weɗaŋgwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Baba vavo vakanga vavapa zvipo zvakawanda zvesirivha negoridhe nezvinhu zvinokosha pamwe chete namaguta ana masvingo muJudha, asi akanga apa umambo kuna Jehoramu nokuti aiva mwanakomana wake wokutanga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Baba wavo vakavapa zvipo zvikuru zvesirivha nendarama nezvimwewo zvinhu zvakakosha pamwechete namaguta ane tsvingo okwaJudha. Asi umambo akapa kuna Jehoramu nokuti ndiye aiva dangwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Baba vavo vakavapa zvipo zvikuru zvesirivha, nendarama, nezvinhu zvinokosha, pamwechete namaguta akakombwa paJudha; asi ushe wakahupa Jehoramu, nokuti iye akanga ari wedangwe.
Shona 2009?
Baba vavo vakavapa zvipo zvikuru zvesirivha, nendarama, nezvinhu zvinokosha, pamwechete namaguta akakombwa paJudha; asi ushe wakahupa Jehoramu, nokuti iye akanga ari wedangwe.
Shona SUB 2002 Bible
Baba vavo vakavapa zvipo zvikuru zvesirivha, nendarama, nezvinhu zvinokosha, pamwechete namaguta akakombwa paJudha; asi ushe wakahupa Jehoramu, nokuti iye akanga ari wedangwe.