2 Chronicles 21:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehorami wakati apinda paʋushe bgaɓaɓa ʋake, ndokuɀisimbisa, akaʋuraya ʋanuŋuna ʋake ʋose nomunondo, naʋamŋe ʋo ʋamacinda aIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehoramu paakazvisimbisa paumambo hwababa vake, akauraya vanun'una vake vose pamwe chete navamwe vana voumambo veIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jehoramu paakagara pachigara choumambo chababa vake zvino adzika midzi, akauraya nebakatwa vanun'una vake vose uyewo mamwe machinda eIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehoramu akati apinda paushe hwababa vake, ndokuzvisimbisa, akauraya vanun'una vake vose nomunondo, navamwewo vamachinda aIsiraeri.
Shona 2009?
Zvino Jehoramu akati apinda paushe hwababa vake, ndokuzvisimbisa, akauraya vanun'una vake vose nomunondo, navamwewo vamachinda aIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehoramu akati apinda paushe hwababa vake, ndokuzvisimbisa, akauraya vanun'una vake vose nomunondo, navamwewo vamachinda aIsiraeri.