2 Chronicles 21:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehorami wakaŋga aȿika makore makumi matatu namaʋiri pakutaŋga kwake kuɓata ʋushe; akaɓata ʋushe paJerusarema makore masere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehoramu aiva namakore makumi matatu namaviri paakava mambo, uye akatonga muJerusarema kwamakore masere.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jehoramu akanga ava namakumi matatu amakore namakore maviri paakava mambo, akatonga ari muJerusaremu kwamakore masere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehoramu akanga asvika makore makumi matatu namaviri pakutanga kwake kubata ushe; akabata ushe paJerusaremu makore masere.
Shona 2009?
Jehoramu akanga asvika makore makumi matatu namaviri pakutanga kwake kubata ushe; akabata ushe paJerusaremu makore masere.
Shona SUB 2002 Bible
Jehoramu akanga asvika makore makumi matatu namaviri pakutanga kwake kubata ushe; akabata ushe paJerusaremu makore masere.